Baro
Mataridziko
Munhu asina vhudzi panzvimbo inofanirwa kumera vhudzi mumusoro anonzi ane mhanza kana baro. Vamwe vanoti mukunguru.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti impandla (n. bald) kureva mhanza.