Chilonga
Mataridziko
- Chilonga, Zimbabwe (A place name).
- Chilonga sezita (a family name).
MitauroyeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Giryama inoti kulongoza (v. lead; be at the head) kureva kutungamira.
- Giryama inoti kilongozi (v. leader; guide) kureva mutungamiri.
- Giryama inoti kulongola (v. lead; be at the head) kureva kutungamira.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |