Denenga
Mataridziko
- Denenga apa kureva kungotevera munhu wausiri kuziva kuti akanangepi.
- Denenga kana madenenga (Tuft of hair left on clean shaven head of males or females of all ages).
- Denenga (ideo of Standing (but having difficulty to hold balance, as child who has just learnt to stand).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |