Dera
Mataridziko
- Dera kana matera (Two-year-old child not yet able to walk) apa kureva mwana ane makore maviri asati okwanisa kufamba.
- Dera (Coward) apa kureva gwara rinotya kana kungwenda.
- Dera kana zinyakatira (Weakling - physical or moral) apa kureva munhu asina simba panyama kana pakuchengeta tsika dzakarurama, dzakanaka.
- Dera (Be easy) apa kureva basa kana mubato wakareruka. Basa iri rakadera: this work is easy.
- Dera (north, above or on top) apa kureva kumusoro kwenyika, kumaodzanyemba kana pamusoro pechiro. Sokuti padera pegomo - on top of the hill.
Mimwe Mitauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Izwi rokuti dera (Sky) rinotaurwa kuTumbuka kureva kudenga kunobhururuka shiri.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |