Dzama
Mataridziko
- dzama kana madzama (1. Big handful. 2. Large crowd) zvichireva chitsama.
- -dzama (Be deep) zvichireva panhu pakadzika.
- -dzama (Be abstruse) zvichireva kugozha kana kunetsa kunzwisisa.
- dzama (1. Disappear for a time - e.g. edible cater pillars in the off-season; 2. Disappear never to return; 3. Get lost) zvichireva kurova kwechinhu kana munhu.
- -dzama (1. Persevere, continue to the end. Refuse to go away).
- Dzama sezita (a family name).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Usapinde rwizi napakadzama. Do not go into the river where it is deep
- Dzamikisa gomba: make the hole deep.
- Imbwa yangu yakadzama chose: my dog is lost and gone.
- Nyaya dzake dzakadzama: his discourse is very abstruse.
- Nyangwe zvayo vhunzo yakanga ichigozha, ndakambodzama-dzama: although the test was hard, I did my best.
- Uchiri kudzama-dzama uri kuitei: you are still here! What are you up to?
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Shimwali vanoti udzama (v. to hide) kureva kudzama.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |