Mhingo
Mataridziko
- Mhingo (Food or other matter that is object of an avoidance rule contracted for the warding off harm from a place or person. Kupinga).
- Mhingo, Chirukwa (Weaving with thin branches or laths).
- Mhingo (Stick or sticks used to close an entrance).
- Mhingo (Sling cradle for carrying child on back) apa kureva mbereko yekuberekesa mwana.
- Mhingo (Covering or palisade for driving game into hunting net). Munyika dzinorura shumba nenzou, vanhu vanovaka dzimba dzemhingo: in districts in which lions and elephants roam, the people build houses whose walls are of woven laths.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |